Dura ReChiShona Grade 5

Dura ReChiShona Grade 5
No data was found
0.0/5
In Stock

$9.95

  • Author
    Fedelis Nyamunda Caiphus Chibeu
  • Category
    Primary
  • Year
    2020
  • Publisher
    Gramsol
  • Language
    English
  • ISBN
    978-1-77906-550-6

About Book “Dura ReChiShona Grade 5"

Mabhuku eGramsol Dura reChi Shona akanyorwa kubatsira vadzidzi kunzwisisa, kunyora, kuverenga uyezve kutaura mutauro we ChiShona zvemhando inotariswa mugwaro idzva refundo dzeChishona. Kuti vadzidzi vedu vabude zvakanaka muzvidzidzo zvavo vananyanduri vakazama chaizvo kuburitsa zvinodiwa muzvidzidzo zvePrimary zvakaita sedudziramutauro, nzwisiso, kumisikidzwa kwemutauro, kushandiswa kwemutauro nekamushandisirwe kemutauro weChiShona. Mabhuku eGramsol Dura reChiShona akagadzirwa nezvimiro zvakasiyinasiyana kuvandudzavadzidzi mukudzidza nekudzidziswa rurimi rweChishona. Izvi zvinosanganisira:

  • Kubatsira vadzidzi kugona kuona dodzvo rechidzidzo muchikamu chega-chega.
  • Kubastira vadzidzi kugona kupindura mibvinzo yakaiswa mukupera kwechikamu chega-chega.
  • Kuvandudza vadzidzi kugona kushandisa mutauro nekududzwa mazwi eChiShona kuburikidza nekudzidza mazwi matsva.
  • Kubatsira vadzidzi kuwana ruzivo rwerurimi rweChishona kuburikidza nekushandisa nhando dzakasiyana siyana dzekudzidza dzinosanganisira nhaurirano pakati pevadzidzi zvinoita kuti chidzidzo chive nyore uye chinakidze.

Read a Fragment

{{ reviewsTotal }} Review
{{ reviewsTotal }} Reviews
{{ options.labels.newReviewButton }}
{{ userData.canReview.message }}

Customer Reviews

Dura ReChiShona Grade 5
Fedelis Nyamunda Caiphus Chibeu

$9.95