ChiShona Form 1

ChiShona Form 1
No data was found
0.0/5
In Stock

$13.99

  • Author
    Enita Dube Matereko
  • Category
    Languages
  • Year
    2020
  • Publisher
    Gramsol
  • Language
    English
  • ISBN
    978-1-77929-813-3

About Book “ChiShona Form 1"

Mabhuku eGramsol ChiShona akanyorwa kubatsira vadzidzi kunzwisisa, kunyora, kuverenga uyezve kutaura mutauro we ChiShona zvemhando inotariswa mugwaro idzva refundo dzeChishona. Kuti vadzidzi vedu vabude zvakanaka muzvidzidzo zvavo vananyanduri vakazama kuburitsa zvinodiwa muzvidzidzo zveSecondary zvakaita sedudziramutauro, nzwisiso, kumisikidzwa kwemutauro, kushandiswa kwemutauro nekamushandisirwe kemutauro weChiShona. Mabhuku eGramsol ChiShona akagadzirwa nezvimiro zvakasiyina-siyana kuvandudza vadzidzi mukudzidza nekudzidziswa rurimi rweChishona. Izvi zvinosanganisira:

  • Kuvandudza vadzidzi kugona kushandisa mutauro nekududzwa kwemazwi eChiShona kuburikidza nekudzidza mazwi matsva.
  • Kubatsira vadzidzi kuwana ruzivo rwerurimi rweChishona kuburikidza nekushandisa nhando dzakasiyana siyana dzekudzidza dzinosanganisira nhaurirano pakati pevadzidzi zvinoita kuti chidzidzo chive nyore uye chinakidze.
  • Kubatsira vadzidzi kugona kuona dodzvo rechidzidzo muchikamu chega-chega.
  • Kubastira vadzidzi kugona kupindura mibvinzo yakaiswa mukupera kwechikamu chega-chega.

Read a Fragment

{{ reviewsTotal }} Review
{{ reviewsTotal }} Reviews
{{ options.labels.newReviewButton }}
{{ userData.canReview.message }}

Customer Reviews

ChiShona Form 1
Enita Dube Matereko

$13.99